Standard (EADGBE)

Verse

Ndofamba, ndofamba

Ndosuwa kudenga

Kunyika ya - Tenzi

Isi - na nenhamo

2. Majaya musatye

Kufamba murwendo

Munoda vasimbi

Kusvika yonyika

3. Mhandara musatye

Kufamba murwendo

Munoda vasimbi

Kusvika yonyika

4. Madzibaba musatye

Kufamba murwendo

Munoda vasimbi

Kusvika yonyika

5. Madzimayi musatye

Kufamba murwendo

Munoda vasimbi

Kusvika yonyika

6. Heyi wena, heyi wena

Heyi wena, heyi wena

Heyi wena, heyi wena

Heyi wena, Satani

7. Chitsike, chitsike

Chitsike, chitsike

Chitsike, chitsike

Chitsike Satani